KwaunobvaDuramazwiPpfukudza

Duramazwi

pfukudza

Zvinoreva

Kupfukudza kupfavisa chinhu mushure mokuchitsika kana kuchidzana kwenguva refu.

1

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfukudzika

Kana mukadzi apfukudzika anenge asununguka mwana atofa ari mudumbu, kana kuti mwana wacho anofa achangozvarwa.

Verenga

Swipe for the next word