KwaunobvaDuramazwiPpfukutsi

Duramazwi · zita

pfukutsi

Zvinoreva

Pfukutsi zvisikwa zvakaita kunge madora zvinogara muchinhu chakaita dendere, zvinodyiwa nevanhu.

1

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfukwa

Pfukwa mushonga unonwiwa nemunhu anenge achida kuzotsividza kana afa kune vanezenge vamuuraya kana kumukanganisa.

Verenga

Swipe for the next word