Duramazwi · zita
Zvinoreva
Pfukuto chipembenene chinokwanisa kuboora maburi pazvirimwa zvine shanga, kana pamapango nemiti.
1

Muromo chipfukuto unopedza matura.
Vaichengetera chibage mudura rine zvipfukuto mhene Musikana akazvibatira mhene yake yaimupa mari zhinji.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfukutsi
Pfukutsi zvisikwa zvakaita kunge madora zvinogara muchinhu chakaita dendere, zvinodyiwa nevanhu.
VerengaSwipe for the next word