Duramazwi · zita
Zvinoreva
Pfukwa mushonga unonwiwa nemunhu anenge achida kuzotsividza kana afa kune vanezenge vamuuraya kana kumukanganisa.
Pfukwa idende rakagadzirwa nemapuranga, rinoshandiswa kuchengetera doro.

Pfukwa mazano anenge asina kunyatsozeyewa nomutauri, zvokuti haafadzi vateereri.

Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfuma
gain
VerengaSwipe for the next word