Duramazwi
dzamura [-tsamura]
-karura
Duramazwi
Kudzamura kunokora zvinhu zvakawanda nguva imwe chete.
Kudzamura kunokora zvinhu zvakawanda nguva imwe chete.
_Akadzamura nzungu dzaive muchaenga mukasara mashama._
-karura
Duramazwi
01 / 03dzanda
Kudzanda kutswa kana kuponda nesimba.
VerengaSwipe for the next word