KwaunobvaDuramazwiDdzamisa pfungwa

Duramazwi

dzamisa pfungwa

Zvinoreva

Kudzamisa pfungwa kufungisisa zvakanyanya pamusoro pechiwe chinhu.

1

Kudzamisa pfungwa kufungisisa zvakanyanya pamusoro pechiwe chinhu.

_Usarambe uchidzamisa pfungwa pamusoro pezvakaitika kwauri, unoonda._

2

Kudzamisa pfungwa kuedza kutsvaga mazano pamusoro pechimwe chinhu chisinganyanyoda kufungwa nezvacho.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzamuka

Kudzamuka kugona kusimudzwa pamwe chete kwezvinhu zvinogona kuregedzana.

Verenga

Swipe for the next word