KwaunobvaDuramazwiDdzamuka

Duramazwi

dzamuka

Zvinoreva

Kudzamuka kugona kusimudzwa pamwe chete kwezvinhu zvinogona kuregedzana.

1

_Sadza rakapora rinodzamuka nyore._

Kudzamuka kugona kusimudzwa pamwe chete kwezvinhu zvinogona kuregedzana.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzamura [-tsamura]

Kudzamura kunokora zvinhu zvakawanda nguva imwe chete.

Verenga

Swipe for the next word