Duramazwi
dzamira
uncomfortable
Duramazwi
uncomfortable
Panhu panodzamira panenge pachibaya kana wakapatsamira.
Panhu panodzamira panenge pachibaya kana wakapatsamira.
Kana munhu akawana dzamira nemhuru anenge asvika zvaanga achifambira zvapera.
Panhu panodzamira panenge pachibaya kana wakapatsamira.
Duramazwi
01 / 03dzamisa pfungwa
Kudzamisa pfungwa kufungisisa zvakanyanya pamusoro pechiwe chinhu.
VerengaSwipe for the next word