KwaunobvaDuramazwiDdzamba

Duramazwi · zita

dzamba

Zvinoreva

Chishambwe.

Kudzamba kukora kunoita mukaka wen'ombe kana wavhaidzwa kana wanga wava kuda kukora kare.

Kudzamba kubata pasi nechanza wakatsigira muviri wako noruoko.

Dzamba chinhu chakadzama chaizvo kana kuti chiri mukatikati metsika namagariro avanhu.

1

Nhahwa chivakwa chinogadzirirwa kudzamba mvura kwechinguva chishomanana.

2

3

4

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzambanuka

Kudzambanuka kusimuka zvinyoronyoro kubva pasi. Murwere akadzambanuka oenda kunogara panze.

Verenga

Swipe for the next word