KwaunobvaDuramazwiDdzamara

Duramazwi

dzamara

until

Zvinoreva

Izwi rinoshandiswa pakumirira (until).

Zuva rinosvika kashoma.

1

Izwi rinoshandiswa pakumirira (until).

Apa kukango dzamara kwachena BaTakue zvinenge zvavharana ko vanoendepi vakadaro?

Tadiwa akafamba hake nemwana uya dzamara vasvika.

Iyi itsika yokurega zvawanga uchifanirwa kuita, uchifunga kuti uchazozviita munguva ichatevera, dzamara zvazokona.

2

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzamarama

Kuti dzamarama kuteverera chinhu kusvikira kumagumo.

Verenga

Swipe for the next word