KwaunobvaDuramazwiDdzimara

Duramazwi

dzimara

-dakara

Zvinoreva

Ichi chiitogama chinoshandiswa kuratidza panenge pazosvika chiitiko.

1

Ichi chiitogama chinoshandiswa kuratidza panenge pazosvika chiitiko.

Akafamba sokurayirwa kwaakanga aitwa muhope kudzimara asvika.

Izvi zvicharamba zvichadai kudzimara wawana unyanzvi hwose huchakubatsira pabvunzo dzako dzokupera kwegore.

Imbwa yakatsikwa nemota ikadzimara yaora pasi-na aibvisa.

Zvakafanana

-dakara

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzimatidza

Kudzimatidza kuvhiringa munhu kuitira kuti asaona zvinenge zviri kuitika.

Verenga

Swipe for the next word