Kwaunobva

dzima

Zvinoreva
  1. 1

    Kupedza moto kana chiedza.

    Pakadzima moto hembe dzake dzainge dzati rokoto, zvekuti painge pasisaonekwi kana kajira zvako.

  2. 2

    Kana uchidzima moto kana mwenje, unenge uchiita zvinosakisa kuti usabaka.

    Chandakamgotenda hangu ndechekuti maiguru vaive vasina havo kunge vadzima light saka zvaive nani.

    Panguva idzodzo magetsi akabva adzima zvekuratidza kuti aive aenda.

  3. 3

    Kana uchidzima zvinyorwa unenge uchiita kuti zvisavapo.

  4. 4

    Kana ruvara ruchinzi rwaka-dzima runenge rusina kujeka, kana kuti rusinganatsoonekwi. Vanhu vanokurudzirwa kuti vasapfeka nhu mbi dzakadzima kana vachifamba mumugwagwa usiku.

  5. 5

    Kana moto uchinzi wadzima pakati pomukadzi nomurume mumba, vanenge vasisadanani.

  6. 6

    Kana munhu achinzi akadzi-ma pfungwa anenge akapusa, asingafungi zvakapinza.

  7. 7

    Kana munhu ambonwa doro achinzi akadzi-ma, anenge akadhakwa zvakanyanya.

  8. 8

    Kana munhu akadzima ane-nge ashaya zvokutaura ari pakati pokutsanangura imwewo nhau. Mudhibheti unoona munhu achidzima ari mberi kwavanhu, mashoko ose amutiza.

Apps from the team behind Kwaunobva

Made in Zimbabwe by Invalcre (Pvt) Limited. Free, and they work offline.

Provisional Test Zimbabwe app iconProvisional Test ZimbabweZimbabwe VID test and Highway Code

Pass your Zimbabwe provisional driving test.

  • Every question of this year's papers, with the reason each answer is right
  • A readiness score that moves as you sit papers, so you know when to book
Provisional app: a timed test question asking which car at a junction goes last
Danho app iconDanhoZIMSEC O and A Level past papers

Every ZIMSEC past paper, offline, on your phone.

  • Works fully offline once a subject is downloaded
  • Progress tracked paper by paper, not just a percentage
Danho app: today's revision plan, with the questions left to revise and a paper to start per subject
Bhaibheri app iconBhaibheriThe Shona Bible and its hymnals

The Shona Bible. Every hymn your church sings. Free.

  • Two versions side by side, verse for verse
  • AFM, Methodist, RCZ, UMC, Baptist and SDA hymnals
Bhaibheri app: choosing a church hymnal, from Apostolic Faith Mission to Seventh-day Adventist
Denhe app iconDenheZimbabwe's public record

The record of what Zimbabwe publishes.

  • Take-home pay, ZESA units and mobile money charges worked out
  • Every school, university and bank, a page each
Denhe: the PAYE calculator working out take-home pay from a monthly salary