Duramazwi
rabha
rubber · plantation
Duramazwi
rubber · plantation
Kurabha kudzima zvinenge zvakanyorwa.
Rabha chijira kana chikanda chinoshandiswa kudzima zvinenge zvakanyorwa.

Runda inyama inonetsa kutsenga i chiita kunge uri kutsenga rabha.
Kana uchipfudza pakanyorwa unenge uchishandisa rabha kana zvimwe zvinodzima, kubvisa zvanga zvakanyorwa.

Rabha musvi unokumwa wa mumuti, unogadziriswa matayi, ndande nezvimwewo.
Duramazwi
01 / 03rabhi
Iri izwi raishandiswa nguva dzakararama Jesu, kureva munhu wese anenge achidzidzisa vamwe.
VerengaSwipe for the next word