KwaunobvaDuramazwiRrabhoritari

Duramazwi · zita

rabhoritari

laboratory

Zvinoreva

Iyi imba inowanikwa pazvikoro, ine michina yokuitisa tsvakurudzo dzakasiyana-siyana dzesainzi dzinenge dzichiitwa nevadzidzi.

1

Iyi imba inowanikwa pazvikoro, ine michina yokuitisa tsvakurudzo dzakasiyana-siyana dzesainzi dzinenge dzichiitwa nevadzidzi.

Rabhoritari imba inoitirwa basa rokutsvakurudza zvirwere kana zvimwewo zvingaongororwa kana kutsvagurudzwa zvesainzi.

Furasiki chigadzirwa chegirazi chine mutsipa mutete, chakapamhama zasi, chinoshandiswa murabhoritari.

2

Rabhoritari imba inoitirwa basa rokutsvakurudza zvirwere kana zvimwewo zvingaongororwa kana kutsvagurudzwa zvesainzi.

Zvakafanana

rebhu

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rabu

Kuti rabu kurara pasi usina simba mumuviri.

Verenga

Swipe for the next word