Duramazwi
Zvinoreva
Uku kupinganidzwa kwechinhu chakareba chichibva chawira pasi zvine mutsindo.
1
Uku kupinganidzwa kwechinhu chakareba chichibva chawira pasi zvine mutsindo.
Rume iro rakapiringishwa nekamuti rikabva rati rabu bhi.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rabudza
Kana amai vachirabudza mwana vanenge vachimutsveta paanofanira kurara nokumuvaraidza kusvika hope dzazomubata.
VerengaSwipe for the next word