KwaunobvaDuramazwiRrabhi

Zvinoreva

Iri izwi raishandiswa nguva dzakararama Jesu, kureva munhu wese anenge achidzidzisa vamwe.

Rabhi kajira kanenge kachekwa kubva kujira hombe pakusona tunoti kana tukawanda tunogona kubatanidzwa kugadzira tumameti.

1

Marabhi ijira rakasonwa netumapisi tunenge twakabatanidzwa, twakasiyana ruvara.

2

Zvakafanana

mudzidzisi

Mamwe mazwi ane R

R

Swipe for the next word