KwaunobvaDuramazwiMmufundisi

Duramazwi · zita

mufundisi

cardinal · clergyman · minister · pastor · rabbi · priest

muvhangerirevhurendi lamudzidzisipasita lafata la

Zvinoreva

Mudzidzisi.

1

Mudzidzisi.

Hameno kuda havo sezvo vaive mufundisi wekuchechi pamwe vaiporofita havo.

And ivo vaive vasina kumbotora nguva pakasvika mufundisi vasina kuendako.

Pandakapinda mukitchen ndipo pandakawana mufundisi vamira kuratidza kuti vaive vakuenda.

2

Mufundisi munhu anoparidzira vanhu nokuvadzidzisa zvechitendero kana kuti vhangeri raMwari.

Zvakafanana

muvhangeri · revhurendi la · mudzidzisi · pasita la · fata la

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mufushwa

1 Mufushwa muriwo wamashizha wakabikwa ndokuzoomeswa.

Verenga

Swipe for the next word