Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mufukusi muti unowanikwa munzvimbo dzine uswa nesora rakawanda, unoita maruva egirini uchibereka vana vakaita vatema vanodyiwa.
1

Zvakafanana
mukwandu · mudzinza · mushungunu
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mufundisi
cardinal
VerengaSwipe for the next word