Duramazwi · zita
1
Uyu mufuhwira unopiwa vakadzi nevarume vavo wokuti vasafunga zvokudzo-kera kumisha yavo, zvikuru pabari-ka.
Uyu mushonga womufuhwira unopiwa murume nemukadzi wake kuti anyanye kumuda.
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mufuku
Mufuku igomba rinocherwa mujecha kuti vanhu vawane mvura yokumwa mujinga merwizi kana kuti rwizi rwuchinge rwaoma.
VerengaSwipe for the next word