Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mupfuhwira mushonga unonzi unoshandiswa nemadzimai, vachiisira varume vavo muzvekudya kuti vavade zvikuru, uye kuti vasazombotarisa vamwe vakadzi.
Mupfuhwira mushonga unonzi unoshandiswa nemadzimai, vachiisira varume vavo muzvekudya kuti vavade zvikuru, uye kuti vasazombotarisa vamwe vakadzi.
Dhamba munhu aimbove nehasha dzakawanda asi anenge adzikama nekuti akapihwa mupfuhwira kana kuitirwa zvimwewo.
Uyu mupfuhwira unogadzirwa nenhengo dzedzvinyu rinowanzoonekwa pamadziro emba, unonzi unopiwa murume kuti asabve pamba.
Uyu mushonga womupfuhwira unopiwa murume kuti asafarira kubva paimba kana kutamba nevamwe vanhu, kusiya kwemukadzi wake.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mupfukidzi
Mupfukidzi munhu anoparadza upfumi hwaainahwo nenzira dzisina kunaka.
VerengaSwipe for the next word