Duramazwi · zita
mwariramufumbwe
Zvinoreva
Mupfudze manyowa emombe anobva mundove yacho. Mbesa yakasimwa pane mupfudze inokura kupfuura iri pasina.
1
Mupfudze manyowa emombe anobva mundove yacho. Mbesa yakasimwa pane mupfudze inokura kupfuura iri pasina.
Dambatamba chikwenzi chinotanda, chinowanikwa pane ivhu rine mupfudze wakawanda.
Kombositi marara kana mupfudze wamarara akaiswa pamwe chete kuti aorere.
Kana munhu achiparadzira mupfudze anenge achiurasa-rasa pose pose kuitira kuti munda wose ukwane.
Zvakafanana
mwarira · mufumbwe
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mupfudzi
Mupfudzi munhu anoita kuti vanodanana varambane.
VerengaSwipe for the next word