Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mupfigo ndechose chinoshandiswa kuvhara mwena kana mukova.
1
Mupfigo ndechose chinoshandiswa kuvhara mwena kana mukova.
Mupfigo chisimbi kana chihuri chegonhi chinoita kuti kana ravharwa rirege kuvhurika roga.
Mupfigo ndechose chinoshandiswa kuvhara mwena kana mukova.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mupfu
Kuti mupfu kudambura chinhu chakanyorovera uchishandisa maoko kana mazino.
VerengaSwipe for the next word