Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mupfukidzi munhu anoparadza upfumi hwaainahwo nenzira dzisina kunaka.
1

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mupfukwa
Mupfukwa mushonga unonwiwa nemunhu kuitira kuti kana akaurayiwa agomukira anenge amupfuudza.
VerengaSwipe for the next word