Duramazwi · zita
mupfumi
rich · wealthy
Duramazwi · zita
rich · wealthy
Mupfumi munhu akagara zvakanaka, ane mari yakawanda kana mombe nezvimwe-wo zvizhinji.

Mupfumi uya ane mombe zhinji nemari yakawanda.
Jaya mupfumi rakati watsanyu mari yamasirivha.
Mupfumi munhu akagara zvakanaka, ane mari yakawanda kana mombe nezvimwe-wo zvizhinji.
Duramazwi
01 / 03mupfumo
Mupfumo inyama yeguru.
VerengaSwipe for the next word