Duramazwi01 / 03mupfununuMupfununu kagwenzi kane mapazi madiki anoita maruva akacheneruka, kanowanikwa munzvimbo dzinonaya mvura yakawanda.Verenga→
Duramazwi02 / 03mupfupaMupfupa muti unogara uine mashizha manyoro, unoita maruva machena anonhuwirira uye unobereka vana vatema.Verenga→
Duramazwi03 / 03mupfuraMupfura muti unokura chaizvo kuenda mudenga, unovezeswa maturi, unobereka vana vanoita ruvara rweshora pakuibva, vanobikiswa mukumbi uye vanotakwa shomhwe kana vaoma.Verenga→