KwaunobvaDuramazwiMmupfura

Zvinoreva

Mupfura muti unokura chaizvo kuenda mudenga, unovezeswa maturi, unobereka vana vanoita ruvara rweshora pakuibva, vanobikiswa mukumbi uye vanotakwa shomhwe kana vaoma.

Muti muhombe unobereka muchero unodyiwa unonzi pfura (marula tree).

1

Hweta iburi kana kuti mukana uri murusvingo, unoshandiswa pakudongorera kuona muvengi kana kumupfura.

Uyu mwoyo weshomhwe unobuda usina kugurika pakutaka. Musungudurwa unonetsa kuwana kana uchitaka shomhwe dzomupfura.

2

Zvakafanana

mutsomo · mufuna · munogo · ganyi

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word