KwaunobvaDuramazwiMmupfuta

Duramazwi

mupfuta

munjirimono

Zvinoreva

Mupfuta muti unomera wega kana kudyarwa, unobereka vana vane mafuta anozorwa kana kurapiswa.

1

Mupfuta muti unomera wega kana kudyarwa, unobereka vana vane mafuta anozorwa kana kurapiswa.

Pfuta imhodzi dzinoberekwa nemuti unonzi mupfuta, dzinoti kana dzatsva dzinobuda mafuta.

Mupfuta muti unomera wega kana kudyarwa, unobereka vana vane mafuta anozorwa kana kurapiswa.

Zvakafanana

munjirimono

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mupfuti

Mupfuti muti unopfumvudza kana mvura yava kuda kunaya, unowanzosvuurwa makavi anosungiswa dzimba pakuvaka kana kugadzirisa tambo.

Verenga

Swipe for the next word