KwaunobvaDuramazwiMmupichisi

Duramazwi · zita

mupichisi

Zvinoreva

Mupichisi muti unokura zviri pakati nepakati, unoita tumashizha tutete, unobereka vana vanodyiwa vakadaro uye vanogadziriswa jemhu.

1

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mupikiti

Mupikiti munhu anoongorora vashandi pamabasa akasiyana-siyana.

Verenga

Swipe for the next word