Duramazwi · zita
surumenemuzutsu
Zvinoreva
Mupfununu kagwenzi kane mapazi madiki anoita maruva akacheneruka, kanowanikwa munzvimbo dzinonaya mvura yakawanda.
1

Zvakafanana
surumene · muzutsu
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mupfupa
Mupfupa muti unogara uine mashizha manyoro, unoita maruva machena anonhuwirira uye unobereka vana vatema.
VerengaSwipe for the next word