KwaunobvaDuramazwiNngwere

Duramazwi · zita

ngwere

cymbal

ngerewere

Zvinoreva

Ngwere imhuka ine nyanga dzisina kusimba, kana kuti dzakaremberera nokumativi komusoro.

Munhu ane upfumi kana mbiri.

Kuti ngwere kuchena kunenge kwakaita chinhu chakaita seupfu.

1

Kana munhu akanzi ane ngwere anenge achinetsa nokushaisa vamwe vanhu mufaro.

2

3

Ngwere munhu ane mari kana humwewo upfumi hwakawanda.

4

Kana munhu achinzi ingwere pakuita chimwe chinhu, anenge achichigona chaizvo.

5

Kana munhu akanzi ane ngwere anenge achinetsa nokushaisa vamwe vanhu mufaro.

6

Kuti ngwere kuchena kunenge kwakaita chinhu chakaita seupfu.

Kana munhu akanzi ane ngwere anenge achinetsa nokushaisa vamwe vanhu mufaro.

Ngwere imhuka ine nyanga dzisina kusimba, kana kuti dzakaremberera nokumativi komusoro.

Kuti ngwere kuchena kunenge kwakaita chinhu chakaita seupfu.

Zvine chekuita

ngerewere

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ngwerengwere

Kuti ngwerengwere kurira kwebhera kana kuti simbi inenge ichirohwa-rohwa.

Verenga

Swipe for the next word