Duramazwi
ngwerebhenemene
Zvinoreva
Kuti ngwerewere kuchenesesa koruvara rwechinhu chichena.
1
Kuti ngwerewere kuchenesesa koruvara rwechinhu chichena.
Kana kunze kwakati ngwerewere kunenge kwakachena, uye kune chiyedza.
Ngwerewere upfu hwechibage hwakagayiwa hukaita uchenachena.
Kuti ngwerewere kuchenesesa koruvara rwechinhu chichena.
2
Kana kunze kwakati ngwerewere kunenge kwakachena, uye kune chiyedza.
Zvine chekuita
Zvakafanana
bhenemene
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ngwesha
Ngwesha munhu anoshanda zvikuru kwazvo nemoyo wake wose, kana kuti anokunda vamwe vose pakushanda.
VerengaSwipe for the next word