KwaunobvaDuramazwiNngwevu

Zvinoreva

Ngwevu mafuro edoro anotutumira achienda pamativi ehari, anocheneruka kana aoma uye anoshandiswa kuvirisa maheu kana rimwe doro.

1

Zvakafanana

mupambo

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ngweya

Kungweya kunetseka, kungava kuchikonzerwa neurwere, kushaya chokupfeka kana nenzara.

Verenga

Swipe for the next word