KwaunobvaDuramazwiNngwendere

Duramazwi · zita

ngwendere

Zvinoreva

Chinhu chinonetsa chisingaperi.

Kuti ngwendere kurira kunoita mudziyo wesimbi kana wawira pasi.

1

Ngwendere munhu asinganeti kuita chimwe chinhu, chakaita sebasa rakawanda kana kuti kunonota vamwe.

Ngwendere idambudziko guru rinonetsa vanhu.

2

3

Ngwendere ibopoto rakaoma kwazvo.

4

Ngwendere munhu asinganeti kuita chimwe chinhu, chakaita sebasa rakawanda kana kuti kunonota vamwe.

5

Kuti ngwendere kurira kunoita mudziyo wesimbi kana wawira pasi.

Kuti ngwendere kurira kunoita mudziyo wesimbi kana wawira pasi.

Ngwendere munhu asinganeti kuita chimwe chinhu, chakaita sebasa rakawanda kana kuti kunonota vamwe.

Ngwendere idambudziko guru rinonetsa vanhu.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ngwenderedza

Kungwenderedza midziyo yesimbi kana zvidimbu zvesimbi kuzvirovanisa zvichiita ruzha.

Verenga

Swipe for the next word