Duramazwi · zita
shoroma
millionaire
Duramazwi · zita
millionaire
Shoroma munhu ane upfumi hwakawanda chaizvo kunyanya hwemari.
Shoroma munhu ane upfumi hwakawanda chaizvo kunyanya hwemari.
Mazuvano shoroma chaidzo ndidzo chete dzichiri kukwanisa kuita vasevenzi vepamba.
Kunyange zvake ari shoroma, tinokwizana mapendekete mumabhawa umu.
Shoroma munhu ane upfumi hwakawanda chaizvo kunyanya hwemari.
Duramazwi
01 / 03shoropodza
Kana uchishoropodza chinyorwa unenge uchiedza kunzwisisa zviri kutaurwa nezvazvo murungano.
VerengaSwipe for the next word