Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu achinzi ndiMarimatombo ane-nge ane mari yakawanda chaizvo, uye ari kuidya asi isingamboperi.
1

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03marimba
Marimba zviridzwa zvinogadzirwa nezvipuranga zvakarongwa zvakachinjika, zvitende zvinenge zviri pazası. Marimba anoridzwa nezvitanda zvine zvirabha mberi.
VerengaSwipe for the next word