KwaunobvaDuramazwiMmarimba

Duramazwi · zita

marimba

Zvinoreva

Marimba zviridzwa zvinogadzirwa nezvipuranga zvakarongwa zvakachinjika, zvitende zvinenge zviri pazası. Marimba anoridzwa nezvitanda zvine zvirabha mberi.

1

Marimba zviridzwa zvinogadzirwa nezvipuranga zvakarongwa zvakachinjika, zvitende zvinenge zviri pazası. Marimba anoridzwa nezvitanda zvine zvirabha mberi.

Marimba magaba anogadzirwa nemutoo wekuti anoridzika mimhanzi inonakidza.

Jezi imhando yemutinhimira wemumhanzi wakapfavira, panenge pachiridzwa marimba, magitare, hwamanda nengoma.

Njari kutamba kunoitwa kumutinhimira we-marimba.

2

Marimba magaba anogadzirwa nemutoo wekuti anoridzika mimhanzi inonakidza.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

marimo

Marimo mabasa akasiyana-siyana anenge achiitwa navanhu.

Verenga

Swipe for the next word