Duramazwi · zita
Zvinoreva
Hwereshenga igwarwe rakakura uye rachembera.
1
Hwereshenga igwarwe rakakura uye rachembera.
Hwereshenga igwarwe rakakura uye rachembera.
2
Hwereshenga munhu akapfuma zvikuru.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hwerura
Kana uchihwerura munhu unenge wamutora zvisina mvumo, woenda naye, sezvinoitwa pakutizisa mukadzi mukumbo.
VerengaSwipe for the next word