KwaunobvaDuramazwiSshoropodza

Duramazwi

shoropodza

Zvinoreva

Kana uchishoropodza chinyorwa unenge uchiedza kunzwisisa zviri kutaurwa nezvazvo murungano.

1

Kana uchishoropodza chinyorwa unenge uchiedza kunzwisisa zviri kutaurwa nezvazvo murungano.

Kana zvinhu zvakanaka zvinenge zvichireva kuti hapana chekushoropodza.

Kana uchishoropodza chinyorwa unenge uchiedza kunzwisisa zviri kutaurwa nezvazvo murungano.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shosha

Kana uchishosha unenge uchishandisa masanzu emiti kuvharidzira munda kana zvimwewo. Mai vakashosha gadheni yedu nemipangara.

Verenga

Swipe for the next word