KwaunobvaDuramazwiSshosha

Duramazwi · zita

shosha

-Sosamapfeka

Zvinoreva

Kana uchishosha unenge uchishandisa masanzu emiti kuvharidzira munda kana zvimwewo. Mai vakashosha gadheni yedu nemipangara.

Shosha pamativi pehuma panenge pakapinda nochomukati, pasina bvudzi.

Kana ronda richishosha rinenge richirwadza richiita zvokuvavira, richida kukwenyiwa.

Kushosha kuvandira kuita zvimwe zvinhu uchimirira kuti zvimwe zvinhu zvitange zvaitika, asi veruzhinji vasingazivi. Sei uchishosha kusvika paimba pake kana iye aenda kudoro pasara mukadzi wacho.

1

Mviromviro yemhanza inotanga shosha.

2

3

4

Zvakafanana

-Sosa · mapfeka

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shoshoma

Kushoshoma kubudisa izwi risina kutsetseka sezvinoita munhu akanyanya kuimbisa kana kuchema.

Verenga

Swipe for the next word