KwaunobvaDuramazwiNnyambira

Duramazwi

nyambira

Zvinoreva

Inzwi rematare.

Kuvandira.

1

Inzwi rematare.

Kana gwenyambira achidaura mbira anenge achidziridza zvine simba uye zvinonakidza.

Gwenyambira munhu anogona kuridza mbira kana magitare, uye nokuimba.

2

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word