Duramazwi
Zvinoreva
Nyambisirwa.
1
Nyambisirwa.
Vaitonyepera havo mukadzi kuti vari kuenda kubasa nyamba bodo mabasa avo ehusiku iwayo.
Mai Takue nekuda kwedzungu vanenge vari panze havo vachiti murume aenda kubasa nyamba anenge apoterera neopposite side atova museri.
Kungotya nyanga dzezizi nyamba manhenga.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyambaidza
Kunyambaidza kurova munhu mumakumbo nekashamhu kane tsarapu.
VerengaSwipe for the next word