KwaunobvaDuramazwiNnepo

Duramazwi

nepo

resiliency · whereas

Zvinoreva

Ichi chibatanidzamazi chinoratidza kuti zvimwe zvinhu zvakaitika, asi zvisingafaniri kuitika. Akatozonyanya kurohwa iye nepo akanga ari murandutsuri chete.

1

Ichi chibatanidzamazi chinoratidza kuti zvimwe zvinhu zvakaitika, asi zvisingafaniri kuitika. Akatozonyanya kurohwa iye nepo akanga ari murandutsuri chete.

Mukomana: Ndinopfuura nepo baba regai ndikusvitsei ini ndiri kuenda kwaMudzviti kunotora hangu chitupa.

Takasiyiwa nebhazi, sezvinei imwewo mota ndokubva yasvika nepo.

Rudhonga inzvimbo inenge yakacherwa kuti mugwagwa kana raruwe ipfuure nepo.

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word