KwaunobvaDuramazwiNNyambisirwa

Zvinoreva

ChiNambiya.

Iri izwi rinoshandiswa kubatanidza pfungwa, richiratidza kuti zvinhu zvinenge zvisina kufamba sezvazvinenge zvakatarisirwa.

1

ChiNambiya.

Ndaifunga kuti Sekai munhu kwaye, nyambisirwa mutengesi kudaro!

2

Iri izwi rinoshandiswa kubatanidza pfungwa, richiratidza kuti zvinhu zvinenge zvisina kufamba sezvazvinenge zvakatarisirwa.

Ndaifunga kuti Sekai munhu kwaye, nyambisirwa mutengesi kudaro!

Zvakafanana

nyamba · izvo · nyangiswa · nyambira

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyambiswa

Mashoko rerusununguko ruzivo.

Verenga

Swipe for the next word