Duramazwi · zita
-nyango-madu
Zvinoreva
Nyambo inyaya inosetsa, inotaurwa vanhu vachifara zvavo.
1
Kana munhu achinzi anonakidza anenge achikwanisa kufadza vaanenge ainavo, achivasetsa nekutaura nyambo.

Uyu munhu anonyaradza vari mumatambudziko, kana kuti munhu anoita kuti vanhu ava vasasurukirwe nekutaura nyambo.
2

Zvine chekuita
-nyango-
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyambu
Kuti nyambu kurova nekashamhu kadikidiki.
VerengaSwipe for the next word