KwaunobvaDuramazwiNnyambwaira

Duramazwi

nyambwaira

-nyahwaira

Zvinoreva

Kunyambwaira kufamba zvishoma zvishoma uchimbomira, chinangwa chiri chekuti usaonekwa kana kunzwika kwauri kubva kana kuenda.

1

Zvakafanana

-nyahwaira

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyambwata

Nyambwata munhu ane dumbu rakakura.

Verenga

Swipe for the next word