KwaunobvaDuramazwiVverera

Duramazwi

verera

-svova

Zvinoreva

Kuverera kuenda kana kusvika muchihwande, vanhu vasingaoni.

1

Kuverera kuenda kana kusvika muchihwande, vanhu vasingaoni.

Muroyi royera kure vekwako vagokureverera.

Munoreverera uyu muchifunga kuti haangazviiti asi ndewebwowo uyu.

Doro iri rinoshata nokuti takaramba toroverera mvura.

Zvakafanana

-svova

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

verere

Kana munhu ati verere anenge abva panzvimbo chinyararire, asina kuoneka uye pasina amuona achienda.

Verenga

Swipe for the next word