Duramazwi
Zvinoreva
Kufamba zvisina ruzha.
1
Kufamba zvisina ruzha.
Kuti verevere kupinda kunoita chinhu chakareba mune chimwe chinhu.
Kuti verevere kufamba zvakapfava muchiitira kuti vanhu vasakuonai.
2
Kuti verevere kupinda kunoita chinhu chakareba mune chimwe chinhu.
Nyoka yati varevere ichipinda mumwena.
3
Kuti verevere kusvika kana kubva panzvimbo muchivande.
4
Kuti verevere kufamba zvakapfava muchiitira kuti vanhu vasakuonai.
Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03vesa
ignite
VerengaSwipe for the next word