Duramazwi
vesa
ignite
-kuhwidza-kutsa
Duramazwi
ignite
Kuvesa kubatidza huni kuti moto ubvire.
Kuvesa kubatidza huni kuti moto ubvire.
Kana ukashandisa mashizha kuvesa moto uchaona kuti anoita chiutsi chinosimuka chakananga mudenga.
Mudzimai waVaChekero VaChihera vari kuvesa moto.
Rupandi chidimbu chinenge chakwaturwa kubva pamwe panhu. Kwatura rupandi kubva padanda tinoda kuvesa moto.
-kuhwidza · -kutsa
Duramazwi
01 / 03vesvu
Kuti vesvu kudeura chinhu chakaita mvura mvura zvinyoronyoro.
VerengaSwipe for the next word