Duramazwi
-tereka-batidza
Zvinoreva
Kana uchitungidza unenge uchiisa mazimbe kana mechisa inopfuta pahuni, kana zvimwewo, kuti zvibake.
1
Kana uchitungidza unenge uchiisa mazimbe kana mechisa inopfuta pahuni, kana zvimwewo, kuti zvibake.
Giza mudziyo unoshandisa magetsi kana moto wehuni kudziiyisa mvura yakawanda. Tungidza giza mvura idziye, tigogeza.
Akange adira parafini pauswa zvokuti paakatungidza moto wacho wakangoita zvokuti vhamu.
Kutereka kutungidza chimwe chinhu kuti chibve chabatira moto.
2
Kutungidza kuramba wakanangisa hosipaipi inobuda mumvura pamwe panhu. Mukomana wokushinhwa akaitungidza hosipaipi pabakwa, huni dzikanyorova.
Zvakafanana
-tereka · -batidza
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tungira
Bud
VerengaSwipe for the next word