Duramazwi · zita
mwenje
light
chivheneko
Duramazwi · zita
light
Mwenje moto unotungidzwa kuti ujekese panhu.
Mwenje moto unotungidzwa kuti ujekese panhu.
Ishwa dzakati dzadzanu kubuda mumwena dzaona mwenje.
Mwenje wacho waingoita hwihwinyara husiku hwose.
Mwenje wakaiswa pachigadziko pedyo nemubhedha.
chivheneko
Duramazwi
01 / 03mwenyu
Kuti mwenyu kusekerera kunoita vana vacheche kana vaakurezveka.
VerengaSwipe for the next word